KwaunobvaDuramazwiTtsonda

Duramazwi · zita

tsonda

Zvinoreva

Kana uchitsonda unenge uchitswanya-tswanya chimwe chinhu.

Tsonda iforogo yemuti inobayirwa nyama inenge ichigochwa.

1

2

Kutsonda kudya zvinhu zvakaita semari kana chekudya uchipedzeredza.

Akatsonda mari yose ndokuzofamba netsoka.

3

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tsondokota

Kutsondokota kurova munhu nezvibhakera zvakanyanya.

Verenga

Swipe for the next word