KwaunobvaDuramazwiTtsonga

Duramazwi

tsonga

Zvinoreva

Kutsonga kuva muduku pamuturu asi iwe wava nemakore akawanda okuberekwa.

1

Kana nzvimbo ichinzi yakatsonga inenge ichiri gombo isati yasandurwa navanhu.

Mutsonga muti une vana vakatenderera, vanoputika ka- na vaibva.

2

Kana nzvimbo ichinzi yakatsonga inenge ichiri gombo isati yasandurwa navanhu.

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tsongo

Kuti tsongo kudonhera mberi usu hwakatarisa pasi.

Verenga

Swipe for the next word