KwaunobvaDuramazwiTtsonyekedza

Duramazwi

tsonyekedza

-bvorongonyabvonyongodza-konora-ndikinyidza-konyorera

Zvinoreva

Kutsonyekedza kubvanyangura zvinhu kana kuita kuti zvinhu zvisave nourongwa.

1

Kutsonyekedza kubvanyangura zvinhu kana kuita kuti zvinhu zvisave nourongwa.

Kutsonyekedza kubvanyangura zvinhu kana kuita kuti zvinhu zvisave nourongwa.

Kutsonyekedza kupa mumwe munhu chinhu asi mwoyo wako usingadi.

2

Kutsonyekedza kupa mumwe munhu chinhu asi mwoyo wako usingadi.

Zvakafanana

-bvorongonya · bvonyongodza · -konora · -ndikinyidza · -konyorera

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tsonyombodza

Kutsonyombodza kubata vamwe nenzira isina kunaka, asi iwe usina basa nokutambudzika kwavo.

Verenga

Swipe for the next word