Duramazwi · zita
Zvinoreva
Tsomo muchero unoti kana waibva wotsvuka, une muto unobikiswa mukumbi uye mhodzi dzinotakwa shomhwe.
Tsomo mudziyo unoshandiswa nemadzimai mumba.
1

2

Zvakafanana
Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03tsonda
Kana uchitsonda unenge uchitswanya-tswanya chimwe chinhu.
VerengaSwipe for the next word