KwaunobvaDuramazwiZzhangandira

Duramazwi

zhangandira

-vhurama-zhandukira

Zvinoreva

Kana munhu akazhangandira anenge achingoita zvinhu zvokupaparika.

1

Kana munhu akazhangandira anenge achingoita zvinhu zvokupaparika.

Kana munhu akazhangandira anenge achingoita zvinhu zvokupaparika.

Kutumhaira kufamba munhu achiita zvekuzvizunza muviri, kazhinji zvinoitwa nemunhu akazhangandira.

Jerenyenje munhu asingazorori kutaura uye akazhangandira.

Zvakafanana

-vhurama · -zhandukira

Mamwe mazwi ane Z

Z

Duramazwi

01 / 03

zhanje

Zhanje muchero wakatenderera une ganda rakakwasharara uye mhodzi huru dzakaomarara mukati. Mazhanje anowanzonhongwa mumakomo kana mumachinga emakomo.

Verenga

Swipe for the next word