Duramazwi · zita
shukuhobohobo
Zvinoreva
Zhanje muchero wakatenderera une ganda rakakwasharara uye mhodzi huru dzakaomarara mukati. Mazhanje anowanzonhongwa mumakomo kana mumachinga emakomo.
1
Zhanje muchero wakatenderera une ganda rakakwasharara uye mhodzi huru dzakaomarara mukati. Mazhanje anowanzonhongwa mumakomo kana mumachinga emakomo.
Hapana chimwe zvacho chaiva mupfungwa dzangu kunze kwekutonhorerwa nemumvuri womuzhanje uyu.
Ndainge ndakarara zvangu pasi pomuzhanje ndakatsamira mutsigo wangu ndichiteerera kamhepo kaifuridza - furidza mashizha omuti uyu.
Maibveibve muchero wava kuda kusvika, unenge wotebvenyuka-tebvenyuka. Maibveibve emazhanje anoitisa hambe.
Zvakafanana
shuku · hobohobo
Mamwe mazwi ane Z
ZDuramazwi
01 / 03zhanya
Kuzhanya kutswanya chinhu chidiki uchishandisa chombo chikuru.
VerengaSwipe for the next word