KwaunobvaDuramazwiZzhandukira

Duramazwi

zhandukira

-zhangandira

Zvinoreva

Kuzhandukira kungokaruka munhu ataura asina kufunga.

1

Kuzhandukira kungokaruka munhu ataura asina kufunga.

Munhu anonzi ane wara anenge achingoita zvinhu zvokuzhandukira kana zvemanyemwe pane vanhu.

Kuzhandukira kungokaruka munhu ataura asina kufunga.

Kana munhu achinzi akazhandukira anenge akangwarisa achiita zvinhu zvokungopaparika asingafungi pamusoro pezvaari kuita kana kutaura.

2

Kana munhu achinzi akazhandukira anenge akangwarisa achiita zvinhu zvokungopaparika asingafungi pamusoro pezvaari kuita kana kutaura.

Zvakafanana

-zhangandira

Mamwe mazwi ane Z

Z

Duramazwi

01 / 03

zhangandira

Kana munhu akazhangandira anenge achingoita zvinhu zvokupaparika.

Verenga

Swipe for the next word