KwaunobvaDuramazwiMmhanyirira

Duramazwi

mhanyirira

Zvinoreva

Kumhanyirira kuita chimwe chinhu kuchiita usati wanyatsofunga kana kuronga mafambisiro auchachiita. Usangomhanyirira kutaura ivo vanonyatsoziva nyaya yacho varipo.

1

Kumhanyirira kuita chimwe chinhu kuchiita usati wanyatsofunga kana kuronga mafambisiro auchachiita. Usangomhanyirira kutaura ivo vanonyatsoziva nyaya yacho varipo.

Mupingiri munhu anomhanyirira kuvharidzira zvinhu zvinenge zvichida kuitika.

Mhadza itsika yekubvutirana kana kumhanyirira kutora zvinhu.

Kubvubvudza kumhanyirira kutora chimwe chinhu.

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word