KwaunobvaDuramazwiMmhanyidzana

Duramazwi

mhanyidzana

-rumbirirana

Zvinoreva

Kumhanyidzana kuita mhindu dzokukasika kusvika kunhu makawanda.

1

Kumhanyidzana kuita mhindu dzokukasika kusvika kunhu makawanda.

Kana veukama vachinge vanzwa shoko iri vanomhanyidzana kuenda kunokuta hama yepedyo yasiiwa iyi.

Kumhanyidzana kuita mhindu dzokukasika kusvika kunhu makawanda.

Kupitipidza kutinha zvipfuyo zvakawanda zvichimhanyidzana.

Zvakafanana

-rumbirirana

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mhanyira

Kumhanyira kuita chimwe chinhu nokukasika nguva yachanga chichitarisirwa isati yasvika.

Verenga

Swipe for the next word