KwaunobvaDuramazwiMmhanyira

Duramazwi

mhanyira

-rumbira

Zvinoreva

Kumhanyira kuita chimwe chinhu nokukasika nguva yachanga chichitarisirwa isati yasvika.

1

Kumhanyira kuita chimwe chinhu nokukasika nguva yachanga chichitarisirwa isati yasvika.

Kumhanyira kunhu kuenda nedivi raikoko. Kana ukaona moto wabata muno mumba mhanyira nokubhedhurumu ndiko kune mukana wekubuda nawo.

Vakanyatsoratidza kuti vaziva mama nekuti vakabva vatomhanyira kuti ndiani wawakapa?.

Meso angu akamhanyira kutarisa padivi pangu apo pandakabva ndanowana kuti Lennon aive asisipo.

2

Kumhanyira kuendera munhu kazhinji ari muenzi anenge achisvika paimba kunomuchingamidza nokuzomupinza mumba.

3

Kumhanyira kunhu kuenda nedivi raikoko. Kana ukaona moto wabata muno mumba mhanyira nokubhedhurumu ndiko kune mukana wekubuda nawo.

4

Kumhanyira kuenda nekuchimbidza kune imwe nzvimbo.

Zvakafanana

-rumbira

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mhanyirira

Kumhanyirira kuita chimwe chinhu kuchiita usati wanyatsofunga kana kuronga mafambisiro auchachiita. Usangomhanyirira kutaura ivo vanonyatsoziva nyaya yacho varipo.

Verenga

Swipe for the next word