Duramazwi · zita
mhanza
baldness
Duramazwi · zita
baldness
Mhanza kupera bvudzi kunowanzoitwa navanhurume, pabva bvudzi pachisara pachipenya.

Igaroziva kuti mhanza yembudzi iri mumabvi.
Manenji kuona mukadzi ane mhanza.

Kana waita mhanza unenge wawana kana kuitikirwa nezvinhu zvakawanda.
Igaroziva kuti mhanza yembudzi iri mumabvi.
Manenji kuona mukadzi ane mhanza.
Mhanza kupera bvudzi kunowanzoitwa navanhurume, pabva bvudzi pachisara pachipenya.
-mhazha
Duramazwi
01 / 03mhanzi
Mumhanzi.
VerengaSwipe for the next word