KwaunobvaDuramazwiMmhapa

Duramazwi · zita

mhapa

Zvinoreva

Mhapa inhembe yeganda yaipfekwa kumberi nevakuru vakare.

1

Mhapa inhembe yeganda yaipfekwa kumberi nevakuru vakare.

Ateyera mariva murutsva haachatyi mhapa kusviba.

Kutiza wakabata mhapa neruboshwe kumhanya usisazivi zvauri mushure mekuvhiringidzwa.

Mhapa inhembe yeganda yaipfekwa kumberi nevakuru vakare.

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word