KwaunobvaTsumoUchenjeriIgaroziva kuti mhanza yembudzi iri mumabvi.

Tsumo · Uchenjeri

Igaroziva kuti mhanza yembudzi iri mumabvi.

Zvinorehwa

Zvinhu hazvingatariswi napamusoro chete, dzimwe nguva chiripo hachisi chinooneka nameso.

What it means

Things are not what they seem.

Word for word

Know always that the goat's bald patch is on its knees.

Dzimwe tsumo dzeuchenjeri

Dzose

Tsumo · Uchenjeri

01 / 03

Chikuriri chine chimwe.

What it means

What is great now will be surpassed by another.

Verenga

Swipe for the next proverb