Duramazwi
Zvinoreva
Kana munhu achinzi anopaparika anenge ane tsika yokukurumidza kuita zvinhu asati anyatsofunga.
1
Kana munhu achinzi anopaparika anenge ane tsika yokukurumidza kuita zvinhu asati anyatsofunga.
Kuva nemutsigo kuva neunhu, une chiremera, usina kupaparika-paparika.
Kana munhu achinzi ane mawara anenge achiita zvinhu zvekupaparika achionererwa.
Kana munhu achinzi imhepo anenge achingopaparika asinganyatsofunga nezvaanenge achiita.
Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03papata
Kuti papata kuoma zvakanyanya kwechinhu.
VerengaSwipe for the next word