KwaunobvaDuramazwiPpapatisa

Duramazwi

papatisa

-bhabhatidza

Zvinoreva

Kupapatisa kuita kwevaKristu kokunyika munhu mumvura semucherechedzo wokuti apinda muchiKristu.

Kana uchipapatisa chinhu unenge uchichiyanika kana kuchidziyisa kusvikira chaoma zvikuru.

1

2

Zvakafanana

-bhabhatidza

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

papatyu

Kuti papatyu kubvisa chinhu pachinenge chakanamira uchishandisa mazino uye simba zhinji.

Verenga

Swipe for the next word