KwaunobvaDuramazwiPpaparara

Duramazwi

paparara

Zvinoreva

Kana chinhu chakati paparara pamusoro pemvura chinenge chakagara pamusoro payo, chisinganyuri.

1

Kuti paparara kurira kwemapapiro ehuku kana eshiri painenge ichizvirova-rova.

2

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

paparika

Kana munhu achinzi anopaparika anenge ane tsika yokukurumidza kuita zvinhu asati anyatsofunga.

Verenga

Swipe for the next word