Duramazwi
Zvinoreva
Kuti papata kuoma zvakanyanya kwechinhu.
1
Kuti papata kuoma zvakanyanya kwechinhu.
Kuti papata nomunhu kuramba wongomutevera kose kwaari kuenda.
Kuti papata kuoma zvakanyanya kwechinhu.
Bere zvarakatya mapapata aro mangani.
2
Kuti papata nomunhu kuramba wongomutevera kose kwaari kuenda.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03papatisa
Kupapatisa kuita kwevaKristu kokunyika munhu mumvura semucherechedzo wokuti apinda muchiKristu.
VerengaSwipe for the next word