KwaunobvaDuramazwiDdadau

Duramazwi

dadau

Zvinoreva

Kuti dadau kunyatsooma kunoita chinhu chakayanikwa.

1

Kuti dadau kunyatsooma kunoita chinhu chakayanikwa.

Dehwe rakanga rasiti dadau musure mokunge raswera rakanikwa pazuva.

Kuti dadau kunyatsooma kunoita chinhu chakayanikwa.

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dadauka

Kana chinhu chakadadauka chinenge chakaoma chaizvo.

Verenga

Swipe for the next word