KwaunobvaDuramazwiSshwau

Duramazwi

shwau

Zvinoreva

Kuti shwau kuoma zvakanyanya kwemiti kana zvimwe zvimbenge zviri zvinyoro. Mvura payakangoenda, chibage chakasara chooma kuti shwau.

1

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

shwauka

Kushwauka kuoma zvakanyanya kwemiti, kana kwezvimwewo zvambenge zvichikura.

Verenga

Swipe for the next word