KwaunobvaDuramazwiSshwashwara

Duramazwi

shwashwara

Zvinoreva

Kuti shwashwara kurira kunoita mashizha, mapepa kana zvimwe zvinhu kana zvapetwa-petwa zvisina hanya.

1

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

shwau

Kuti shwau kuoma zvakanyanya kwemiti kana zvimwe zvimbenge zviri zvinyoro. Mvura payakangoenda, chibage chakasara chooma kuti shwau.

Verenga

Swipe for the next word