Duramazwi
Zvinoreva
Kana chinhu chakadadauka chinenge chakaoma chaizvo.
1
Kana chinhu chakadadauka chinenge chakaoma chaizvo.
Dehwe iri rakadadauka chaizvo zvokuti harigoni kupeteka.
Kana chinhu chakadadauka chinenge chakaoma chaizvo.
Mamwe mazwi ane D
DDuramazwi
01 / 03dadisa
Kana munhu achinzi anodadisa anenge achiita zvinhu zvakanaka zvekuti vamwe vanhu vanonzwa kufara nazvo.
VerengaSwipe for the next word