Duramazwi
Zvinoreva
Kuti dadu dadu kusvetuka-svetuka. Kana mbudzi dziri kufarira kundonwa mvura unodzio-na dzichiti dadu dadu dzichinanga kwairi.
1

Mamwe mazwi ane D
DDuramazwi
01 / 03daduka
Kudaduka kusvetuka kubva paunenge uri uchienda pamwe.
VerengaSwipe for the next word