Duramazwi
dadamira
-susumhira-dadama-hanira
Duramazwi
Kudadama kusimukira wakamira uchitsika pasi nezvigunwe chete.
Kudadama kusimukira wakamira uchitsika pasi nezvigunwe chete.
Murume mupfupi aidadamira kuti akwanise kuona zviri seri kwemudhuri.
Kutabadika kufamba kunoita munhu anenge akapfeka hembe yakareba, achiita sokunge akadadamira nokuti anenge achitya kuitsika.
-susumhira · -dadama · -hanira
Duramazwi
01 / 03dadau
Kuti dadau kunyatsooma kunoita chinhu chakayanikwa.
VerengaSwipe for the next word