Kwaunobva/Duramazwi/D/dadama
Duramazwi
Kudadamira.
Kudadama kusimukira wakamira uchitsika pasi nezvigunwe chete.
dadamira
dadau
Kuti dadau kunyatsooma kunoita chinhu chakayanikwa.
dadauka
Kana chinhu chakadadauka chinenge chakaoma chaizvo.
Swipe for the next word