KwaunobvaDuramazwiPpapanya

Duramazwi

papanya

Zvinoreva

Kana chinhu chakati papanya chinenge chakaomarara, sezvinowanzoita matehwe akaoma.

1

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

papanyara

Kupapanyara kuoma zvakanyanya kwechinhu. Kana dehwe ren'ombe rikaoma rinopapanyara.

Verenga

Swipe for the next word