KwaunobvaDuramazwiPpapanyara

Duramazwi

papanyara

-omarura

Zvinoreva

Kupapanyara kuoma zvakanyanya kwechinhu. Kana dehwe ren'ombe rikaoma rinopapanyara.

1

Zvakafanana

-omarura

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

papara papara

Kuti papara papara kurova-rova kunoita huku kana shiri nemapapiro, kana yava kuda kubhururuka.

Verenga

Swipe for the next word