KwaunobvaDuramazwiPpapamara

Duramazwi

papamara

-papama
1

Kana chinhu chikayangarara chinenge charamba chakapapamara pamusoro pemvura chisinganyuri.

Kuurura kubvisa zvakapapamara, zvikuru pamusoro pezvinhu zvakaita mvura uchisiya zviri pasi.

Bwato mudziyo wakagadzirwa nematanda, unopapamara pamusoro pemvura uye unogona kutakuriswa vanhu.

Zvine chekuita

-papama

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

papanya

Kana chinhu chakati papanya chinenge chakaomarara, sezvinowanzoita matehwe akaoma.

Verenga

Swipe for the next word