Duramazwi
yangarara
Zvinoreva
Kuti enga enga kugara kunoita chinhu pamusoro pemvura chisinganyuri.
Kuenga-enga kufamba-famba kubva kune rimwe divi kuenda kune rimwe, kunoita zvinhu zvakaita semvura yakatakurwa mumudziyo.
1

2

3
Kuenga-enga kuita masaisai, sezvinoita mvura iri mudziva kana ichisundwa nemhepo.
Zvakafanana
yangarara
Mamwe mazwi ane E
EDuramazwi
01 / 03engaira
Kuengaira kuzara mvura mumaziso kunoita munhu ava kuda kuchema.
VerengaSwipe for the next word