Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kaba kamuchinjiziri kaita denderedzwa kanoitwa nemvura kana zviya ukakanda dombo mairi.
Kutsaurira nenzira yerubatsiro.
Kukaba kurova-rova mativi omudziyo, sezvinoita mvura iri mumugomo isina kuzara.

Kukaba-kaba kuteukira pasi, sezvinoita mvura iri mumudziyo wawakatakura iwe uchifamba.

Simbi chigadzirwa chakaita sejereso, demo kaba njanji zvinenge zvakagadzirwa kubva kuchicherwa chesimbbi chakaita semhangura.

Kana chokupfeka chichikaba chinenge chakakurisa, zvokuti muviri womunhu unenge uchitamba-tamba mukati.
Zvakafanana
-engaira · -gabha-gabha
Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03kabada kabada
Kufamba uchizvuva tsoka.
VerengaSwipe for the next word