KwaunobvaDuramazwiBbwazhauka

Duramazwi

bwazhauka

Zvinoreva

Kana munhu a-bwazhauka anenge akaruka ataura zvinhu asina basa nekuti zvakanaka here kana kuti zvakaipa.

1

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bwazhu

Kuti bwazhu kupunza chinhu chichibva chatsemuka-tsemuka.

Verenga

Swipe for the next word