KwaunobvaDuramazwiBbwatipwati

Duramazwi · zita

bwatipwati

Zvinoreva

Bwatipwati kudauka-dauka kunoita zvinhu zvinenge zvichitsva, sezvinoita nzungu kana dzichikangwa.

Bwatipwati inzungu inenge isina vana mukati.

1

2

Zvakafanana

bobo

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bwatsa

Kubwatsa kudonhedzera munhu kana chimwe chinhu pasi zvine simba.

Verenga

Swipe for the next word