KwaunobvaDuramazwiBbwatama

Duramazwi

bwatama

Zvinoreva

Kubwatama kutsivarara kunoita munhu kana mhuka yakavandira chimwe chinhu.

1

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bwatata

Kubwatata kutumba kana kukotama zvikuru, zvokuti musoro unenge uri pedo nevhu.

Verenga

Swipe for the next word