KwaunobvaDuramazwiBbwata bwata

Duramazwi

bwata bwata

Zvinoreva

Kuti bwata bwata kufamba zvinyoronyoro, pamwe uchitsika nezvigunwe, uchiitira kunyangira chimwe chinhu.

1

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bwataira

Kubwataira kufamba zvinyoronyoro sezvinoita munhu kana achinyangira chimwe chinhu.

Verenga

Swipe for the next word