KwaunobvaDuramazwiBbvajura

Duramazwi

bvajura

Zvinoreva

Kubvajura zvinhu zviri mubutiro kukonzera kuti zvibude panze nenzira yokuti zvinogona kumwararika.

1

Kana munhu abvajura nyaya anenge aitaura pane vanhu vasina kufanira kana panguva isina kukodzera.

2

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bvakachira

Bvakachira vanhu kana mhuka dzakawanda dzinenge dzichifamba-famba.

Verenga

Swipe for the next word