KwaunobvaDuramazwiZzhanda

Duramazwi

zhanda

-zhanya

Zvinoreva

Kuzhanda kutswanya chimwe chinhu nechimwe chakasimba.

1

Kuzhanda kudya uchibandura zvinhu zvakaomarara zvichiita ruzha sezvinoita munhu ari kudya mbambaira mbishi.

2

Zvakafanana

-zhanya

Mamwe mazwi ane Z

Z

Duramazwi

01 / 03

zhandanu

Kuti zhandanu kusimuka nekukurumidza kwevanhu vakawanda vachibva pavanga vari.

Verenga

Swipe for the next word