Duramazwi
Zvinoreva
Kudhodhodza kurova chinhu zvine simba uye kakawanda.
Kudhodhodza kuimba usingadudzi mazwi chaiwo, kunyanya kana uchidzidzira rumbo rutsva.
1

2

Mamwe mazwi ane D
DDuramazwi
01 / 03dhodyo
Kuti dhodyo kuboora seri neseri.
VerengaSwipe for the next word