Duramazwi · zita
Zvinoreva
[dhoti] Dhodhi itsvina inobudiswa nemunhu nekumashure.
1
[dhoti] Dhodhi itsvina inobudiswa nemunhu nekumashure.
Kupisika kubvisa kunoita munhu tsvina inenge yasara paane-nge aita dhodhi.
Kana munhu achinzi ataura dhodhi anenge areva zvinhu zvinogumbura, uye zvisingatarisirwi kuti angataura.
2
Kana munhu achinzi ataura dhodhi anenge areva zvinhu zvinogumbura, uye zvisingatarisirwi kuti angataura.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane D
DDuramazwi
01 / 03dhodhodza
Kudhodhodza kurova chinhu zvine simba uye kakawanda.
VerengaSwipe for the next word