Duramazwi · zita
ndove
dung
Duramazwi · zita
dung
Ndove itsvina inoitwa nemombe.
Ndove ndepanenge pakajenga mvura, kunyanya mumunda, zvokuti mbeu dzinenge dzisisa-kuri zvakanaka.
Ndove itsvina inoitwa nemombe.
N'ombe yakabva yati ndove pwete kuratidza kuti yaguta.
Kana munhu achidzura uriri hwemba anenge achihuzora ndove kana ivhu kuti husapfukuduke.
Kana n'ombe ikapwatamisa ndove inenge yaiita ichibva yadonhera pose-pose.

disa
Duramazwi
01 / 03ndovero
Ndovero mudziyo unoshandiswa pakurovera zvinhu zvakaita sezvipikiri.
VerengaSwipe for the next word