KwaunobvaDuramazwiDdhiziri

Duramazwi · zita

dhiziri

diesel

Zvinoreva

[dhizera] Dhiziri mafuta akada kunotsvukuruka anoshandiswa kufambisa injini dzemichina yakaita semotokari, marori kana zvitima.

1

[dhizera] Dhiziri mafuta akada kunotsvukuruka anoshandiswa kufambisa injini dzemichina yakaita semotokari, marori kana zvitima.

Regai ndiburuke muchibhazi chisina dhiziri ndifambe neBenz dziri kutikoka kurwendo.

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dhoba

Dhoba mushonga unonhuhwa, unoita zvokupwipwitidzwa, uye unonzi unodzinga mweya yakaipa.

Verenga

Swipe for the next word