KwaunobvaDuramazwiDdhizeti

Zvinoreva

Dhizeti kudya kushoma kunotapira kazhinji, kwakaita semuchero nepudhin'i, kunodyiwa mushure mokudya chikafu chemasikati kana chemanheru.

1

Ichi chipunu chinodyiswa dhizeti, chakatepetera zvishoma pane tebhurusipunu.

Dhizeti kudya kushoma kunotapira kazhinji, kwakaita semuchero nepudhin'i, kunodyiwa mushure mokudya chikafu chemasikati kana chemanheru.

Zvakafanana

seredzero

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dhizidhendi

Dhizidhendi munhu anopandukira hurumende yenyika yake inenge ichitonga.

Verenga

Swipe for the next word