KwaunobvaDuramazwiSseredzero

Duramazwi · zita

seredzero

dhezeti

Zvinoreva

Seredzero ndetunodyiwa kana kunwiwa twakareruka twaunotora pashure pokudya kudya kwakasimba.

1

Seredzero ndetunodyiwa kana kunwiwa twakareruka twaunotora pashure pokudya kudya kwakasimba.

Seredzero ndetunodyiwa kana kunwiwa twakareruka twaunotora pashure pokudya kudya kwakasimba.

Mazuva ese tapedza kudya sadza remanheru, amai vangu vanototi vabike tii yemuseredzero.

Gore rakapera takazviuraya nebasa tikazowana museredzero wemabhero edonje mazana maviri.

Zvakafanana

dhezeti

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

seremu

Kuti seremu kudonha kwezvinhu zvakaungana kuita chimurwi.

Verenga

Swipe for the next word