Duramazwi
Zvinoreva
Kuseredzera kunwira-nwira kana kudya tudyo twakareruka, mushure mokunge wapedza kudya sadza kana kumwewo kudya kunogutsa.
1
Kuseredzera kunwira-nwira kana kudya tudyo twakareruka, mushure mokunge wapedza kudya sadza kana kumwewo kudya kunogutsa.
Ndaseredzera sadza nekapu yetii.
Nheredzo chinwiwa kana nhapitapi inozotevera kudya, muchiseredzera zvamunenge madya.
Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03seredzero
Seredzero ndetunodyiwa kana kunwiwa twakareruka twaunotora pashure pokudya kudya kwakasimba.
VerengaSwipe for the next word