Duramazwi · zita
dhiyabhori
devil
Duramazwi · zita
devil
[Dhiyabhore, Dhiyabhoro-si] Dhiyabhori mweya wakaipa, unonzi wakadzingwa kudenga nokuda kounyengeri nokusateerera kwawo.
[Dhiyabhore, Dhiyabhoro-si] Dhiyabhori mweya wakaipa, unonzi wakadzingwa kudenga nokuda kounyengeri nokusateerera kwawo.
Satani · Bukanana · Gara · Munyengeri
Duramazwi
01 / 03dhiyabhorosi
devil
VerengaSwipe for the next word