KwaunobvaDuramazwiZzhamura

Duramazwi

zhamura

Zvinoreva

Kuvhura mukanwa nekuda kwehope kana kuneta (to yawn).

1

Kuvhura mukanwa nekuda kwehope kana kuneta (to yawn).

Kukwazhamura kurova mashizha kana michero iri mumuti nemaponza kana matanda kuti idonhe pasi.

Kubwazhamura mhuka kuirova nesanzu diki, risina kubviswa mashizha.

Kubwazhamura kupwanya chinhu. Akabwazhamura bhodhoro atsamwa.

Mamwe mazwi ane Z

Z

Duramazwi

01 / 03

zhanda

Kuzhanda kutswanya chimwe chinhu nechimwe chakasimba.

Verenga

Swipe for the next word