Duramazwi
Zvinoreva
Kuzhaurira kubika chikafu chose chiripo panguva imwe chete usingafungi nezvamangwana.
1

Mamwe mazwi ane Z
ZDuramazwi
01 / 03zhawidza
Kuzhawidza kuita ruzha rwakanyanyisa rinoita kuti munhu anenge ari pedyo atadze kugadzikana.
VerengaSwipe for the next word