KwaunobvaDuramazwiSshangwa

Duramazwi · zita

shangwa

misery

Zvinoreva

Shangwa kushaikwa kwezvokudya zvakakwana munzvimbo, kunokonzerwa nokusanaya kwemvura yakakwana kana kunaya kwemvura yakawandisa.

1

Shangwa zvihupi zvechibage zvisina kunyatsosvika.

2

Mamwe mazwi ane S

S

Swipe for the next word