Duramazwi · zita
shanje
jealous · jealousy · envy · envied
Duramazwi · zita
jealous · jealousy · envy · envied
Tsangadzi.
[tsanje] Shanje kurwadziwa moyo pamusana pezvinhu zvinenge zvine mumwe munhu, munhu achikungura kuti dei zvikava zvake.
Tsangadzi.
Shanje dzaidzoka dzomukuvadza hake mwana wevaridzi nekuti ainge ambopengeswa Kani, ikozvino rudo rwuye rwainge rwave kupihwa mumwe munhu.
Gadheni inzvimbo inenge ine shanje nemaruva pamusha.
Kufudza kuparadza nyaya kana ushamwari. Haunyari here kugara uchingoita shanje dzokuda kufudza rudo rwavamwe.
Shanje imbeva diki ine mitsetse mitema pamusana.
[tsanje] Shanje kurwadziwa moyo pamusana pezvinhu zvinenge zvine mumwe munhu, munhu achikungura kuti dei zvikava zvake.
Shanje dzaidzoka dzomukuvadza hake mwana wevaridzi nekuti ainge ambopengeswa Kani, ikozvino rudo rwuye rwainge rwave kupihwa mumwe munhu.
Gadheni inzvimbo inenge ine shanje nemaruva pamusha.
Kufudza kuparadza nyaya kana ushamwari. Haunyari here kugara uchingoita shanje dzokuda kufudza rudo rwavamwe.
Duramazwi
01 / 03shanu
five
VerengaSwipe for the next word