Duramazwi
shanu
five
Duramazwi
five
Iri idzitsi rechiparo rinotsanangura zvinhu zvine uwandu huri pakati pezvina nezvitanhatu.
Iri idzitsi rechiparo rinotsanangura zvinhu zvine uwandu huri pakati pezvina nezvitanhatu.
Sarudza nyaudzosingwi shanu chete kubva pane dzakapuwa.
Vatezvara vangu vakazodzora mwoyo vakati ndivape mombe shanu, asi vainge vamboti ndivaripe nemombe gumi dzeroora.
Munwe imwe yenhengo shanu dzoruoko dzinoshandiswa pakubata chinhu kana kupfumbatira muchanza.
Duramazwi
01 / 03shanya
visit
VerengaSwipe for the next word