KwaunobvaDuramazwiSshanyarika

Duramazwi

shanyarika

-bibirika-shandarika

Zvinoreva

Kana munhu achishanyarika, anenge achipinduka-pinduka paanenge akarara nekuda kwekushaya hope kana kurwara.

1

Kana munhu achishanyarika, anenge achipinduka-pinduka paanenge akarara nekuda kwekushaya hope kana kurwara.

Ndasiya mwana anyerere asingachemi, asi anga achingoshanyarika-shanyarika.

Kuti bidiri bidiri kushanyarika-shanyarika pasi kwemunhu kana mhuka iri kurwadziwa chaizvo.

Kana munhu achitsvidigika anenge achishanyarika-shanyarika.

Zvakafanana

-bibirika · -shandarika

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

shanyidzana

Kana vanhu vachishanyidzana vanenge vachiwirirana zvokuti vanenge vachienderana kudzimba kundoonana.

Verenga

Swipe for the next word