KwaunobvaDuramazwiSshanyira

Duramazwi

shanyira

-shanira

Zvinoreva

Kumaira.

1

Kumaira.

Martha musikana wake uyo waanenge achidanana naye anenge amushanyira achibva kumusha kwake kuChivhu.

Mhinduro dzinotarisirwa Tinovimba wakaona zvinotevera pakucherechedza kwawakaita dare rawakashanyira.

Kana uchinoona munhu, unenge uchimushanyira kana kusangana naye panzvimbo yakarangana.

2

Zvine chekuita

-shanira

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

shanyura

Kushanyura kudzvara mbeswa mumunda unenge wakavundukurwa, pasina kurimwazve.

Verenga

Swipe for the next word